Mutepfa

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mutepfa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • kutefa (bending of a thing) zvichireva kutepuka.
  • debva (ideophone of sagging - animal or person; abusive expression).
  • debvama (animal or person- abusive expression).

Mitauro yeAfrica[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaNyoro vanoti butefu (1. humility; 2. transparency, clearness of sky or water; 3. calmness of weather).
  • Gaam vanoti teefa (n. 1. leaf; 2. liver sickness; 3. hypnotist).