Svetuka kuchirochemo

Wolof

Kubva Wikipedia

Wolof mutauro unowanikwa kuSenegal, Gambia neMauritania.

Mazwi Anotodza ChiBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Wolof inoti meena (v. sprout) kureva kumera.
  • Wolof inoti ndoxe (adj. watery).
  • Wolof inoti papa (father, daddy) kureva baba.
  • Wolof inoti paaka (n. knife) kureva banga.
  • Wolof inoti naaf (v. to pile in large pile) kuunganidza murwi. Fananidzai nokuti nhafu?
  • Wolof inoti kata (n. effort, move. transfer). Fananidzai nokuti makata?
  • Wolof inoti taama (v. to walk, travel) kureva kufamba.
  • Wolof inoti anyi (some) kureva amwe.
  • Wolof inoti dunda (v. to live; be alive, exist) kureva kurarama.
  • Wolof inoti feer (n. iron) kureva simbi.
  • Wolof inoti furi (to fade, loose value).
  • Wolof inoti jamaano (n. generation, period, time).
  • Wolof inoti jamba (n. opium).
  • Wolof inoti jonga (v. to circumcise) kureva kuchecheudza.
  • Wolof inoti jula (n. trader) kureva mushavi.
  • Wolof inoti mbooko (n. relative) kureva hama.
  • Wolof inoti meeda (to faint, to be in a coma; unslaughtered).
  • Wolof inoti ndimo (n. material, fabric).
  • Wolof inoti perewere (to be transparent) kureva kuwonekera.
  • Wolof inoti santa (to give thanks; praise).
  • Wolof inoti seega (to sift; filter; review) kureva kusefa.
  • Wolof inoti taaga (nest) kureva dendere.
  • Wolof inoti tooga (to cook) kureva kubika.
  • Wolof inoti toopa (to follow) kureva kubika.

[1] [2]

  1. https://resourcepage.gambia.dk/ftp/wollof.pdf
  2. https://fsi-languages.yojik.eu/languages/PeaceCorps/Wolof/Wolof%20Dictionary.pdf