China (nyika)

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
China on the globe (claimed hatched) (Asia centered).svg
Mureza weChayina

Chayina (Chirungu: China) kana Chaina inyika iri kumabvazuva kweEzhiya. Iyi ndiyo nyika ine vanhu vakawanda zvakanyanya Pasirose. Mugore ra2012 huwandu hwevanhu muChina hunosvika 1.3 billion. MuChichayina inonzi 中国 (Zhōngguó; zvichimirira kuti 'Nyika yepakati; uye Umambo hwepakati).

Vambo rezita[chinja | edit source]

Shoko rinozivikwa mu Chirungu se 'China' (Shona: Chayina) raishandiswa muChirungu kubva muzana ramakore rechi16 (16th Century); zvisinei, rakanga risiri shoko raishandiswa neMachayina pachawo panguva iyi nenguva. Matangiro aro akabva ku Chiputukezi, Chimarei (kana Chimalay), neChipezhiya zvichidzokera kushoko reChisaniskiriti (Sanskrit) rekuti 'Chīna', raishandiswa muIndiya yekare.[1]

Mumitauro ye chiBantu[chinja | edit source]

  • Vatsonga vanoti Chayina.
  • Vazulu neVaxhosa vanoti iShayina
  • Vangala (kana Valingala) vanoti Sína
  • Vakongo vanoti Sina
  • Vaswahili vanoti Uchina kana Sina, asi zita refu reChayina vanoriti 'Jamhuri ya Watu wa China' vachireva kuti 'Ripabhuriki ye vanhu veChayina'.

Mabviro eruzivo[chinja | edit source]

  1. 'Chayina' Okisifodhi Duramazwi reChirungu. ISBN 0-19-957315-8. Yakatariswa: 16 Chikumi 2021