Chilela

Kubva Wikipedia

Lela mutauro weAfrika unowanikwa kuNigeria.

Mazwi Anotodza Bantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Lela inoti a'ila̱ (twice) kureva kaviri. Mamwe mazwi: d'ìsá̱ (n. eye) kureva ziso.
  • Lela inoti bàabá kana cètò (father; uncle, or any older male relative) kureva baba.
  • Lela inoti bàdá (v. grab, catch hold of) kureva kubata.
  • Lela inoti bè̱zè̱ (v. split open, warp, truss). Fananidzai nokuti kuveza?
  • Lela inoti bìtí (v. bury, cover). Fananidzai nokuti kubitirirwa?
  • Lela inoti bùktù (v. become dusty). Fananidzai nokuti bukutu?
  • Lela inoti byàtàtà (adv. fanned out, spread, opened out). Mamwe mazwi: tálálá (tall, long) kureva refu.
  • Lela inoti nà̱a̱má̱ (n. wild game, a wild animal hunted for food including antelope, buffalo, deer).
  • Lela inoti c'bápó (v. join, link, solder). Fananidzai nokuti kubopa?
  • Lela inoti d'bà̱tà̱ (n. human stomach, abdomen). Mamwe mazwi: d'hàpà (n. armpit) kureva hapwa.
  • Lela inoti d'bèrò (n. left-handed, left hand side) kureva ruboshwe.
  • Lela inoti d'bè̱tè̱ (n. nest; termitarium) kureva dendere. Ko kuti dzvete zvinorevei?
  • Lela inoti hòngá (v. 1. hear, listen; 2. feel, sense) kureva kunzwa.
  • Lela inoti hòngàhóngà (hearsay, gossip) kureva makuhwa kana mah'ung'ah'ung'a.
  • Lela inoti hwésà (v. start) kureva kuvamba. Fananidzai nokuti kuvesa moto?
  • Lela inoti hyà̱a̱lá̱ (v. top-up, fill up) kureva kuzadza. Mamwe mazwi: hyàarè (n. companion, friend, peer).
  • Lela inoti k'dó̱mó̱ (n. beak) kureva chiromo cheshiri.
  • Lela inoti k'kòkó (n. pod, outer covering, nut-shell, peel, bark) kureva chikoko kana goko.
  • Lela inoti k'kòrò (n. river) kureva rwizi. Mamwe mazwi: kòorò (n. stream). Fananidzai nokuti rukorodzi kana goronga?
  • Lela inoti k'ná̱má̱ (n. meat portions) kureva nyama. Mamwe mazwi: k'nwá̱ (mouth) kureva mukanwa.
  • Lela inoti kùlú (v. drive metal head of axe, hoe (etc.) into handle). Fananidzai nokuti kugura kana kugurunura?
  • Lela inoti kwírá̱mkà̱ (v. subside) kureva kuserera.
  • Lela inoti m'lè̱mè̱ (permanent lameness, or temporary limping) kureva chirema.
  • Lela inoti tán (n. five) kureva shanu.
  • Lela inoti tàpá (v. put in, apply something; 2. collecting honey) kureva kutapa.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Lela inoti bàkàsá (v. remember, recall; remind) kureva kurangarira. Mamwe mazwi: c'bakasa (n. memory).
  • Lela inoti bàlà (v. invent, pretend) kureva kupara.
  • Lela inoti bésà (v. take out a small amount, pinch out). Mamwe mazwi: c'wáalà (n. stalks of hungry rice).
  • Lela inoti bìlà̱ (n. river bank, shore). Fananidzai nokuti biriri?
  • Lela inoti c'bàté (n. entrusting animals to be reared in another's care).
  • Lela inoti c'dáu (n. thicket - thick growth of grass or guinea corn which is hard to see or walk through).
  • Lela inoti c'gàmá (n. wickedness). Mamwe mazwi: c'wàa (n. youth, youthfulness).
  • Lela inoti c'ìrì (n. abandoned site; old village settlement that has been abandoned).
  • Lela inoti c'kwèsá (v. discriminate). Mamwe mazwi: c'kwè̱sè̱ (friendship).
  • Lela inoti c'mà̱nímà̱nì (n. deformity which makes the upper gum overly large)
  • Lela inoti c'púngù (n. second gleaning (of groundnuts, sweet potatoes, etc.)
  • Lela inoti cè̱cè̱cè̱ (ideo. torrent, downpour, hammering, sound of continuous drops of rain).
  • Lela inoti d'kòndò (n. shaved head - all hair removed)) kureva muparavara.
  • Lela inoti d'rémé (n. tongue) kureva rurimi. Mamwe mazwi: d'mè̱sè̱ (n. centre).
  • Lela inoti d'tè̱kè̱ (be in the middle) kuva pakati. Mamwe mazwi: gwìzí (v. wash).
  • Lela inoti gwámbí (n. gambling, game of chance) kubheja. Mamwe mazwi: gwándà (n. papaw tree).
  • Lela inoti hà̱nù (n. brother, sister, relative, sibling). Mamwe mazwi: hàu (gluttonous, greedy for food).
  • Lela inoti hè̱rè̱rè̱ (n. in secret, secretly) kureva kaverevere. Mamwe mazwi: hwè̱rè̱rè̱ (n. moving quietly, almost silently) kureva kaverevere.
  • Lela inoti hwà̱a̱rì (n. White-faced Owl) kureva zizi rechiso chichena.
  • Lela inoti hwàsàssà (n. appearing in large numbers). Fananidzai nokuti musasa wemombe?
  • Lela inoti hwàtà (dodge aside). Fananidzai nokuti Chakahwata?
  • Lela inoti jùkjùkù (n. greyish) kureva pfumbu. Mamwe mazwi: k'dákká (n. barren area of land).
  • Lela inoti k'gà̱tà̱ (n. big cheek) kureva matama mahombe.
  • Lela inoti k'hálé (greed, strong desire for more than is reasonable) kureva kukara kana makaro.
  • Lela inoti k'hò̱dé (n. unsown edge of farm, boundary). Fananidzai nokuti Ruhode?
  • Lela inoti k'tàkà (n. metal shafted spear) ipfumo remubato wesimbi.
  • Lela inoti ká̱a̱pá̱ (v. 1. stand with one or more people to one side to discuss a matter privately; 2. isolate).
  • Lela inoti kándìmà̱ (junior). Mamwe mazwi: kàsá (v. cut, break, untie).
  • Lela inoti m'dà̱ngà̱ (n. warmth, heat. Derivative of dá̱ngà̱ ) kureva madziya.
  • Lela inoti m'gâ̱u (n. truth, fact) kureva chokwadi.
  • Lela inoti m'hònná (a medium amount, a fair bit, not too much).
  • Lela inoti m'kwìbí (1. person with no visible means of support, and/or no relatives; 2. orphanhood).
  • Lela inoti m'zùbú (n. pap) kureva sadza.
  • Lela inoti mèrá (v. collect in one place, gather, meet) kureva kuungana.
  • Lela inoti mísàmî (n. a mere fiction, made-up story, fairy-tale). Fananidzai nokuti Musami?.
  • Lela inoti mònà (skin, flay of animals) kureva kuvhiya.
  • Lela inoti panga (n. outskirts - outside the settlement area).
  • Lela inoti rádádá (erect, upright) kureva [[]].
  • Lela inoti ràngè (n. vegetable creeper, a twining plant - crocodile tears).
  • Lela inoti rà̱tà̱tà̱ (in large bunches). Mamwe mazwi: pasa (v. cross over e.g. road or river) kureva kuyambuka.

Kwakabva Mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Duramazwi rinowanikwa paWebonary.

[1]

  1. https://www.sil.org/system/files/reapdata/77/05/33/77053308626161179925140149388611508889/CLela_Grammar_Portrait_2015.pdf