Pfumbu
Pfumbu (kureva grey; gray) kana pfupfu, muvara uri pakati petema ne chena. Muvara kudzuna (kureva neutralizer) kana rushayarhangi (kureva achromatic), kureva paudi "chisina ruvara", nekuti inosanganisa tema ne chena. Muvra rwe denga rakavharwa ne makore, marasha ne mutobvu.