Goronga

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Goronga (ditch or gully, trench, dry river bed) zvinoreva mugero wakadzika. Goronga ringava rakakonzerwa negukuravhu; gooronga rinowanikwawo pamucheto pemugwagwa rakakonerwa nokuunganidzwa kwedhaga pakavakwa mugwagwa.

Kusiyana kwegoronga nemugero kuri pahudzamu hwezviviri izvi.

Nguva yeHondo yePasirose yeChipiri mawuto akachera magoronga umo vairidza pfuti dzavo vachirwisa mhandu.