Kubheja

Kubva Wikipedia

Kubheja (v. bet) kureva kupika uchiti handichazoita chakati chaunoreva kana kupinda pachirongwa chinohwinisa mari kune uyo anenge asarudza divi rinozokunda.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Akabheja kuti haafi akatsika paMbare zvakare nokuti matsotsi akanga amubira chiuru chemadhora.
  • Baba vaFazdai vanoenda kuBorrowdale Race Course vachibheja pamujawo wemabhiza kamwe pamwedzi.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • MaZulu vanoti beja (Make a vow, take an oath, swear; be absolutely determined) vachireva kubheja.
  • MaZulu vanoti beja (v. bet) vachireva kubheja.
  • Muenzaniso: Wabeja ngomkhonto kayise (He swore by his father's assegai).