Rukorodzi
Mataridziko
Mamwe mazwi anotaura muronga unoyerera mvura ndeaya:
- Rukorodzi kana chikorodzi (small stream),
- Rukova (brook),
- Rukoto (small stream, tributary?)
- Mukomba.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kikongo inoti kota (enter, come in, pass in, penetrate, flow in, sink in, set as the sun).
- Kikongo inoti kotwa (to be entered). Kikongo inoti kota kunanxi (to put or pass under).
- VaKongo vanoti kotesa (cause to enter, put, take in, insert, admit, fetch in, load a canoe).
- Taabwa inoti kaezi (n. stream, trickle of water) kureva rukova.
- Yao inoti kupwa (to subside - of water) vachireva kupwa?
- Bambara inoti bani (n. little river) kureva rukorodzi.