Makaro

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Makaro (greediness) zvinotaura munhu anodisa kudya. Vamwe vatauri vanoti ane madyo kana ane nhafu.

Munhu anoda tunonaka anonzi anoruta.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaZigula vanoti ubafu (covetousness, gluttony; avarice; greed) kureva nhafu.
  • Zigula vanoti mbafu (n. gluttony).