Kuserera

From Wikipedia

Kuserera (to subside swelling) zvinoreva kuderera kwepanhu pakazvimba.

  • Kuserera (to be level, smooth).
  • Kuserera (to subside as a flood or storm).
  • Kuserereka (to crouch, to sink gradually in water).
  • Kuseredza (to cause to abate, to cause to sink).

Mitauro yeAfrika[chinja | edit source]

  • Lenje inoti kuseluka (come (go, get, walk, climb) down; descend) kureva kuburuka kana kudzika. Mamwe mazwi: selushya.
  • Zigula inoti kusela (v. come down; go down; descend; setting of the sun) kureva kudzika. Mamwe mazwi: mselo (n. descent).
  • Nsenga inoti seluzhya (v. lower) vachireva kudzikisa. VaTaita vanoti kuselela (v. to go down; descend) kureva kuserera.
  • Saghala inoti kuselela (to come down; to go down; to look down). Shambala vanoti kushelela (v. to go down) kureva kuserera.