Bhii

Kubva Wikipedia
bhii reChiratini ra A
N'ko ikeruro yeAfurika rinoshandiswa kunyora Mitauro ye Chimandini - N'ko inoshandisa mabhii ayo (N'ko writing characters)
Keruro ye Sabaean

Bhii (ku Chingezi: alphabetical letter; character (senge bhii re Chichayina) mabhi anoshandiswa kunyora. Mu Chishona, mabhi eChiratini ndiwo anoshandiswa kunyoresa, nekuti manyorero eVashona muchinyakare Varungu vasati vauya aisa zivikwa.

Chishona ne Mabhii[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Shoko rekuti bhii rinomirira shoko rekuti 'letter' kana 'character'. Chishona chakambo shandisa mabhii eChiarabhu senge Chiswahiri.

Pamusoro pezvo, keruro ye Sabaean yakawanikwa pama ruins eZimbabwe neMapungubwe nemamwe wo.

Mhande yeMabhii[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Muenzaniso weMabhii Mabhii mumuenzaniso weMitauro
Mabhi eChiasamu (Assamese) অ, আ, ই, ঈ, উ, ঊ, ঋ, এ, ঐ, ও, ঔ, ক, খ, গ, ঘ, ঙ, চ, ছ, জ, ঝ, ঞ, ট, ঠ, ড, ঢ, ণ, ত, থ, দ, ধ, ন, প, ফ, ব, ভ, ম, য, ৰ, ল, ৱ, শ, ষ, স, হ,ক্ষ, ড়, ঢ়, য়, ৎ, ং, ঃ, ঁ
Mabhi eChibhengari (Bengali) অ, আ, ই, ঈ, উ, ঊ, ঋ, এ, ঐ, ও, ঔ, ক, খ, গ, ঘ, ঙ, চ, ছ, জ, ঝ, ঞ, ট, ঠ, ড, ঢ, ণ, ত, থ, দ, ধ, ন, প, ফ, ব, ভ, ম, য, ল, শ, ষ, স, হ,ক্ষ, ড়, ঢ়, য়, ৎ, ং, ঃ, ঁ
Mabhi eChiarabhu (Arabic) (Inonyorwa ichibva kurudyi ichienda kuruboshwe) ﺍ, ﺏ, ﺕ, ﺙ, ﺝ, ﺡ, ﺥ, ﺩ, ﺫ, ﺭ, ﺯ, ﺱ, ﺵ, ﺹ, ﺽ, ﻁ, ﻅ, ﻉ, ﻍ, ﻑ, ﻕ, ﻙ, ﻝ, ﻡ, ﻥ, هـ, ﻭ, ﻱ
Mabhi eChiameniya (Armenian) Ա, Բ, Գ, Դ, Ե, Զ, Է, Ը, Թ, Ժ, Ի, Լ, Խ, Ծ, Կ, Հ, Ձ, Ղ, Ճ, Մ, Յ, Ն, Շ, Ո, Չ, Պ, Ջ, Ռ, Ս, Վ, Տ, Ր, Ց, Ւ, Փ, Ք, Օ, Ֆ
Mabhi eChisiria (Syriac) (Inonyorwa ichibva kurudyi ichienda kuruboshwe) ܐ, ܒ, ܓ, ܕ, ܗ, ܘ, ܙ, ܚ, ܛ, ܝ, ܟܟ, ܠ, ܡܡ, ܢܢ, ܣ, ܥ, ܦ, ܨ, ܩ, ܪ, ܫ, ܬ
Cyrillic script А, Б, В, Г, Д, Е, Ё, Ж, З, И, Й, К, Л, М, Н, О, П, Р, С, Т, У, Ф, Х, Ц, Ч, Ш, Щ, Ъ, Ы, Ь, Э, Ю, Я
Georgian script ა, ბ, გ, დ, ე, ვ, ზ, თ, ი, კ, ლ, მ, ნ, ო, პ, ჟ, რ, ს, ტ, უ, ფ, ქ, ღ, ყ, შ, ჩ, ც, ძ, წ, ჭ, ხ, ჯ, ჰ
Mabhi eChigiriki (Greek) Α, Β, Γ, Δ, Ε, Ζ, Η, Θ, Ι, Κ, Λ, Μ, Ν, Ξ, Ο, Π, Ρ, Σ, Τ, Υ, Φ, Χ, Ψ, Ω
Mabhi eChihebheru (Hebrew) (Inonyorwa ichibva kurudyi ichienda kuruboshwe) א, ב, ג, ד, ה, ו, ז, ח, ט, י, כ, ל, מ, נ, ס, ע, פ, צ, ק, ר, ש, ת
Mabhi eChiratini (Latin) A, B, C, D, E, F, G, H, I, J, K, L, M, N, O, P, Q, R, S, T, U, V, W, X, Y, Z
Hangwu (Hangul) ㄱ ㄲ ㄴ ㄷ ㄸ ㄹ ㅁ ㅂ ㅃ ㅅ ㅆ ㅇ ㅈ ㅉ ㅊ ㅋ ㅌ ㅍ ㅎ ㅏ ㅐ ㅑ ㅒ ㅓ ㅔ ㅕ ㅖ ㅗ ㅘ ㅙ ㅚ ㅛ ㅜ ㅝ ㅞ ㅟ ㅠ ㅡ ㅢ ㅣ
Mabhi eChibhema (Burmese) က ခ ဂ ဃ င စ ဆ ဇ ဈ ည ဋ ဌ ဍ ဎ ဏ တ ထ ဒ ဓ န ပ ဖ ဗ ဘ မ ယ ရ လ ဝ သ ဟ ဠ အ
Bopomofo ㄅ ㄆ ㄇ ㄈ ㄉ ㄊ ㄋ ㄌ ㄍ ㄎ ㄏ ㄐ ㄑ ㄒ ㄓ ㄔ ㄕ ㄖ ㄗ ㄘ ㄙ ㄚ ㄛ ㄜ ㄝ ㄞ ㄟ ㄠ ㄡ ㄢ ㄣ ㄤ ㄥ ㄦ ㄧ ㄨ ㄩ ㄭ
Ogham   ᚁ ᚂ ᚃ ᚄ ᚅ ᚆ ᚇ ᚈ ᚉ ᚊ ᚋ ᚌ ᚍ ᚎ ᚏ ᚐ ᚑ ᚒ ᚓ ᚔ ᚕ ᚖ ᚗ ᚘ ᚙ ᚚ ᚛ ᚜
Mabhi eChiamhari ሀ ለ ሐ መ ሠ ረ ሰ ሸ ቀ በ ተ ቸ ኀ ነ ኘ አ ከ ኸ ወ ዐ ዘ ዠ የ ደ ጀ ገ ጠ ጨ ጰ ጸ ፀ ፈ ፐ
Mabhi eChiamazigi (Tifinagh/Amazigh) ⴰ, ⴱ, ⵛ, ⴷ, ⴹ, ⴻ, ⴼ, ⴳ, ⴳⵯ, ⵀ, ⵃ, ⵉ, ⵊ, ⴽ, ⴽⵯ, ⵍ, ⵎ, ⵏ, ⵓ, ⵄ, ⵖ, ⵅ, ⵇ, ⵔ, ⵕ, ⵙ, ⵚ, ⵜ, ⵟ, ⵡ, ⵢ, ⵣ, ⵥ
Meetei Mayek ꯀ, ꯁ, ꯂ, ꯃ, ꯄ, ꯅ, ꯆ, ꯈ, ꯉ, ꯊ, ꯋ, ꯌ, ꯍ, ꯎ, ꯏ, ꯐ, ꯑ, ꯒ, ꯓ, ꯔ, ꯕ, ꯖ, ꯗ, ꯘ, ꯙ, ꯚ,(Lonsum) ꯛ, ꯜ, ꯝ, ꯞ, ꯟ, ꯠ, ꯡ, ꯢ,(Cheitap mayek) ꯥ, ꯤ, ꯨ, ꯦ, ꯣ, ꯩ, ꯧ, ꯪ

Umbamutuaro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Tarisafuti Mutauro wakaumbwa