Dh

Kubva Wikipedia

Ibhii rechina mubumbiro re mabhi eChiratini. Tarisai futi peji ra Dh

Mabhi eChiratini (semuChishona)
Aa Bb Bh Cc Ch Dd
Dh Ee Ff Gg Hh Ii Jj
Kk Ll Mm Nn Oo Pp Qq
Rr Rh Ss Tt Uu Vv Vh
Ww Xx Yy Zz
Mabhi eChivanhu
emuraya ra /D/
Dh Dhw Dhl Dhlw Dhy
Dv Dw
Dz Dzv Dzvw Dzw
Dy Dyw

Dh (kana "dh") i bhii reChishona rinoshandiswa kunyora 'd' wechirungu nekuti muchishona 'd' asina 'h' ari impulosivhi.

Mashandisirwo anoitwa Dh[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Muchirungu fonororoji ya Dh inoshandiswa kutaura mazwi ari pazasi

Mabhi eChishona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

tarisai futi Chishona, uye Bumbiro reMabhi eChishona