X

From Wikipedia
Cyrillic letter Kha - uppercase and lowercase.svg
Mabhi eChiratini (semuChishona)
Aa Bb Bh Cc Ch Dd
Dh Ee Ff Gg Hh Ii Jj
Kk Ll Mm Nn Oo Pp Qq
Rr Rh Ss Tt Uu Vv Vh
Ww Xx Yy Zz
Mabhi eChivanhu a /x/
Mabhii ekudzvanya
Xh Xw
Mabhii ekuhhora
X (kg) Xw (kgw)

X (kana "x") ibhii rinobva kubumbiro remabhii eChiratini rinoshandiswa mukunyorwa mitauro zhinji pasirose richiereketwa zvakasiyana. Rinowanikwa mubumbiro remabhii eChivanhu, zvichienderana nemutauro kana mutauronyina. Bhii ra /x/ mumitauro ye Chivanhu rinowanikwa muChindau nekuti chine pesvedzero yeChinguni, pamusoro pezvo, rinogona kunge richiwanikwa mumitauronyina ye Chikaranga.

Mashandisirwo anoitwa X[chinja | edit source]

Mashoko ekudzvanya[chinja | edit source]

Mashoko ekuhhora[chinja | edit source]

Nekuda kwe kugadzirwa kwe Standadhi Shona mabhii mazhinji anowanikwa mumitauro imwe haanyorwo sezvaanonzwika. Senge dhla- kuChikaranga, uye zve /xa/, iri harisi bhii rekudzvanya asi rekuhhora, kuti risiyaniswe ne /xa/ wekudzvanywa ringanyorwa futi sa /kga/, nekuti Ndau inoshandisa chidzvanyo cha /xa/.

Mienzaniso a xa/kga

  • hxada, kgada - iekspresheni rinoshandiswa munhu ashamiswa zve, kana kureva kwete.
    • xa/kge - pachayo anoshandiswa wo
  • hxede, kgede - ishoko rinoshandiswa munhu ashamiswa.
    • xe/kge - pachayo anoshandiswa
  • pxanya, pkganya - mhando ya pwanya.
  • xarani, kgarani - senge kuti harani.

Mashoko akabva kuChingesi[chinja | edit source]

Mashoko akabva kuChingezi anowanikwa kuChishona anoshandisa 'x', anoshandurwa kuva na /sh/, /ks/ kana /s/.

Bhii ra ks, rinowanikwa muChishona pachinonyorwa neunyope, senge kseni (kureva kuseni), kana ksasa (kureva kusasa) uye kana jekseni (kureva jekiseni).

  • oxygen - oksijeni
  • axial - akiso, aksiya

Mabhi eChishona[chinja | edit source]

tarisai futi Chishona, uye Bumbiro reMabhi eChishona