Svetuka kuchirochemo

S

Kubva Wikipedia
Mabhi eChiratini (semuChishona)
Aa Bb Bh Cc Ch Dd
Dh Ee Ff Gg Hh Ii Jj
Kk Ll Mm Nn Oo Pp Qq
Rr Rh S Tt Uu Vv Vh
Ww Xx Yy Zz
Mabhi eChivanhu a /s/
Sh Shw
Sk Skw
Sp
St Stw
Sv (Ȿ) Svw (Ȿw)
Sw
Mabhii ekudzvanya: Chingova
Svc (Ȿc) Svcw (Ȿcw)

S (kana "s") i bhii rinobva kubumbiro remabhii eChiratini rinoshandiswa mukunyorwa mitauro zhinji pasirose richiereketwa zvakasiyana. Rinowanikwa mubumbiro remabhii eChivanhu.

Mashandisirwo anoitwa S[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Muchirungu fonororoji ya s inoshandiswa kutaura mazwi ari pazasi

Mabhi eChishona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

tarisai futi Chishona, uye Bumbiro reMabhii eChishona