F

Kubva Wikipedia
Mabhi eChiratini(semuChishona)
Aa Bb Bh Cc Ch Dd
Dh Ee Ff Gg Hh Ii Jj
Kk Ll Mm Nn Oo Pp Qq
Rr Rh Ss Tt Uu Vv Vh
Ww Xx Yy Zz
Mabhi e Chishona
arimuraya ra /F/
Fh Fw
Pf Pfh Pfhw
Mabhi Matsva
Fl Fr

F (kana "f") ibhii rinobva kuBumbiro re Mabhi eChiratini ne Chikriri rakabva kuBumbiro reMabhi eChigiriki, uye rinoshandiswa wo mukunyora mumitauro zhinji pasirose, nokusanganisa Chishona kwarinoshandiswa pacharo ne nzvovera kana kuti rinobatanidzwa nerimwe nzvanyira kusika "bhii" ridzva.

Mashandisirwo a-F[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Fara
  • Funga
  • Fana

Mabhi eChishona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

tarisai futi: Mabhi eChishona