D
Jump to navigation
Jump to search
Ibhii rechina mubumbiro re mabhi eChiratini. Tarisai futi peji ra Dh
D ndiro bhii rechina mumabhi eChiratini, uyo rinoshandiswa wo mukunyora Chishona chanhasi, asi muChishona rinodanwa zvakasiyana nemuChirungu, nekuti ibhii riri implosive uye rinonzwika senge riri kudzvanywa futi. Bhii rekuti D rakabva kuChigiriki.
Mashandisirwo aD[chinja | edit source]
- Mumhanzi D inoti.
- Kune hambautare D mhando yemotokari kubva kuJemeni .
- Pakati penumeri dze Chiroma D ndi500
- Muzvikoro zvemunyika dzakasiyana-siyana D inoshandiswa kumakisa mabasa evadzidzi.
- Mumiyedzo yepasi rose yakamisikidzwa "d" chiratidzo cheanofa (zuva)
Mazwi eChishona ane-D[chinja | edit source]
D ane hook ndiye D weChishona, ari implosive. Uyezve D anonzwika senge ariku dzvanywa kuvamwe.
Mabhi eChishona[chinja | edit source]
tarisai futi Chishona, uye Bumbiro reMabhi eChishona