G
|
G (kana "g") ibhii rinobva kuBumbiro re Mabhi eChiratini, rakabva kuBumbiro reMabhi eChigiriki, uye rinoshandiswa wo mukunyora mumitauro zhinji pasirose, nokusanganisa Chishona kwarinoshandiswa pacharo ne nzvovera kana kuti rinobatanidzwa nerimwe nzvanyira kusika "bhii" ridzva, senge gh.
Mashandisirwo a-G[chinja | edit source]
- Gara
- Gunguo
- Gogo
Mabhi eChishona[chinja | edit source]
tarisai futi: Mabhi eChishona