B
Ibhii rechipiri muBumbiro reMabhi eChiratini
|
B (kana b) ndiro bhii rechipiri mumabhi eChiratini ne Chikriri, uyo rinoshandiswa wo mukunyora Chishona chanhasi, asi muChishona rinodanwa zvakasiyana nemuChirungu, nekuti ibhii riri implosive. Bhii rekuti B rakabva kuChigiriki.
Pane Ḅ bhii riri kushandiswa kuyeutsidza vanhu kusiyana kwa /B/ weChindeḅele kana Chikalanga /B/ weChivanhu, kana Chizulu.
Mashandisirwo a-B[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Mumhanzi B chinyorwa.
- Mukurapa, B nderimwe remhando reropa
- Mu Chemushonga, B mucherechedzo wechinhu cheBhoroni
- B bhurendi yehambautare yepasirose inobva kuBherujyamu
Mazwi eChishona ane-B[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mabhi eChishona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
tarisai futi Chishona, uye Bumbiro reMabhi eChishona