E
|
E (kana "e") ibhii rechishanu muMabhi eChiratini, rakabva kuMabhi eChigiriki. Rinoshandiswa wo mukunyora Chishona chanhasi richiwerengwa se 'Eh'. Bhii ra E ndiro rinonyanyo shandiswa mumitauro zhinji, senge Chicheki, Chidhenishi, Chingezi, Chifurenji, Chijerumani, Chihangari, Chiratini, Chirativhi, Chinorwei, Chispeini, uye Chiswidhi.[1][2][3][4][5]
Mashandisirwo a-i[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Mhando dza /Oo/[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Nhoroondo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
q' we Hirogirifa ye Ijipita | He we Chifonisiya | E ye Chitwuskani | Epilson we Chigiriki | Chiratini/ |
---|---|---|---|---|
![]() |
![]() |
![]() |
![]() |
Bhii re Chiratini 'E' rinosiyana zvishoma kubva kuvambo rayo, bhii re Chigiriki epsilon, 'Ε'. Iro rakabva wo pabhii reChisemiti hê, iro rave richinzi rakatanga semunamato kana kudaidza chimiro chemunhu (hillul 'jubilation'), uye ingangove yakavakirwa pane yakafanana hirogirifa ye Ijipita yairatidza mataurirwo akasiyana. MuSemiti, vara rinomiririrwa /h/ (uye /e/ mumashoko edzimwe nyika); muChigiriki, hê rakava bhii epsilon, rinoshandiswa kumiririra /e/. Mhando dzakasiyana-siyana dze Keruro yeChiitari cheKare uye mabhi ye Chiratini yakateera kushandiswa uku.
Mabhi eChishona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
tarisai futi: Mabhi eChishona
Mabviro eruzivo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- ↑ https://www.bckelk.org.uk/words/etaoin.html
- ↑ https://web.archive.org/web/20080708193159/http://pages.central.edu/emp/LintonT/classes/spring01/cryptography/letterfreq.html
- ↑ https://web.archive.org/web/20080511220207/http://www.santacruzpl.org/readyref/files/g-l/ltfrqsp.shtml
- ↑ https://web.archive.org/web/20080312222737/http://www.santacruzpl.org/readyref/files/g-l/ltfrqfr.shtml
- ↑ https://archive.today/20120628214132/http://scplweb.santacruzpl.org/readyref/files/g-l/ltfrqger.shtml