Ch

From Wikipedia

tarisai futi C uye Chishona

Latin digraph C H.svg
Mabhi eChiratini (semuChishona)
Aa Bb Bh Cc Ch Dd
Dh Ee Ff Gg Hh Ii Jj
Kk Ll Mm Nn Oo Pp Qq
Rr Rh Ss Tt Uu Vv Vh
Ww Xx Yy Zz
Mabhi anoshandiswa arimuraya ra /Ch/
Mumitauro ye Chivanhu:
Mabhii ekudzvanya: Chindau
(kureva Ch) C̅w (kureva Chw)
Mamwe mabhii
Chw

Ch (kana "ch") i bhii reChishona rinoshandiswa kunyora 'C' wechirungu nekuti muchishona 'C' pacharo harishandiswe risina 'h', nekuti mumitauro zhinji yekuChamhembe cheAfurika, C pacharo ibhii rekudzvanya. Chishona mutauro uri fonetiki (Phonetic) saka mabhii anosikwa zviichienderana neruzha rwarunoita.

Mashandisirwo are CH[chinja | edit source]

Mu Chichayina C anoshandiswa kutsigira 'ts' muChishona.

  • Coci ndi tsotsi