Muzvcazi
Muzvcazi (kureva galaxy) ishoko rinowanikwa muChingova mutauronyina weChikaranga kwarinoshandiswa kureva Gwararezhou. Parizvino ishoko ririkushandiswa kureva ghalakasi muChishona chamazuva ose, kuitira kudzikisa kuzara kweChishongrish nokufa kwemashoko eChivanhu ekare uye nokuitira kuzivisa vanhu mitauro uye mitauronyina ye Chivanhu.