Adele, Togo

Kubva Wikipedia

Adele mutauro weAfrika unowanikwa kuTogo.

Mazwi Anotodza Bantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Adele vanoti di (v. be) kuva. Fananidzai nokuti idi?
  • Adele vanoti dɩkpɛlɛ; dɩkpalɛ (broom). Fananidzai nokuti mutsvairo?
  • Adele vanoti ɛmaalɛ (n. last one) kureva chekupedzesera. Chewa inoti kumala kureva kupedza.
  • Adele vanoti ɛnaa (n. four) kureva ina. Mamwe mazwi: ɛnyɩna (n. mother-in-law) kureva ambhuya.
  • Adele vanoti futa (v. appear unexpectedly). Fananidzai nokuti kufuta?
  • Adele vanoti ŋwara (v. write, draw) kureva kunyora. Mamwe mazwi: mumu (v. dumb). Fananidzai nokuti chimumumumu.
  • Adele vanoti osele (n. road) kureva nzira. Mamwe mazwi: osuro (n. future life).
  • Adele vanoti sara (v. sit, stay, live) kureva kusara. Mamwe mazwi: sʋma (v. serve, worship).
  • Adele vanoti seba (v. cut, chop, knock, punch). Fananidzai nokuti kuseva?
  • Adele vanoti tà (v. shoot with arrow; play/beat drum; sting, mould into ball, kick with foot). Fananidzai nokuti uta?
  • Adele vanoti tasa (n. metal bowl, pan). Mamwe mazwi: tatarata (flat surface) - fananidzai nokuti tate?
  • Adele vanoti tiba (v. beat, thresh). Mamwe mazwi: tola (v. carry sth/sb on the back/head ).
  • Adele vanoti wula (v. cry) kureva kuchema. Fananidzai nokuti kuwuwura?

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaAdele vanoti agbete (n. uncle- calling him directly). Mamwe mazwi: egbete (n. uncle, mother's brother).
  • Adele vanoti akola (n. joint) kureva chipfundo. Fananidzai nokuti gokora?
  • Adele vanoti atawa (n. twins) kureva mapatya. Mamwe mazwi: bilin (n. whole).
  • Adele vanoti bilima (v. roll something) kureva kukungurutsa. Mamwe mazwi: butu (n. water).
  • Adele vanoti bʋtɔ (n. ash) kureva dota. Mamwe mazwi: bwɔta; bɔta (v. fold, knead together).
  • Adele vanoti dikutu kureva orengi. Mamwe mazwi: ditele (town, home). Ditelebu (n. small village).
  • Adele vanoti dɩka (n. pad). Mamwe mazwi: dɩya (n. dew).
  • Adele vanoti dɩnyaa (n. tooth) kureva zino. Mamwe mazwi: dɩya (n. dew) kureva dova.
  • Adele vanoti dondo (n. drum) kureva ngoma. Mamwe mazwi: dʋma (v. quench, put out; extinguish) kureva kudzima.
  • Adele vanoti anaabi (n. siblings). Ataabi (n. sibling of the same father).
  • Adele vanoti fuma; fʋma (v. change, transform) kureva kushanduka. Mamwe mazwi: funde (n. funnel).
  • Adele vanoti getu (n. river) kureva rwizi. Mamwe mazwi: gifolo; giforo (n. story) kureva nyaya.
  • Adele vanoti gɩkan (n. forest) kureva sango. Mamwe mazwi: gɩlɛlɛ (n. hoe) kureva badza.
  • Adele vanoti gɩnyaanɩ (n. spoon). Mamwe mazwi: gɩnyan (n. thing) kureva chinhu.
  • Adele vanoti gɩta (n. voice) kureva izwi. Mamwe mazwi: kɩlɩn (one, same ).
  • Adele vanoti kɩtɩ (v. force, trouble, bother). Mamwe mazwi: kola (v. gather).
  • Adele vanoti koro (n. body) kureva muviri. Mamwe mazwi: mara (v. create, build, potter, mould).
  • Adele vanoti nyʋma (v. follow) kureva kutevera. Mamwe mazwi: siya (adj. red) kureva tsvuku.
  • Adele vanoti onundu (habit, character, behavior) kureva hunhu. Mamwe mazwi: tan (v. praise).
  • Adele vanoti sìyè; se (v. buy) kureva kutenga. Mamwe mazwi: sika (n. money) kureva mari.
  • Adele vanoti sʋ (v. warn/ban/forbid, cover/block, seal, stop) kureva kudzivisa?
  • Adele vanoti tata (n. sword) kureva munondo. Mamwe mazwi: tetee (adv. at the same time, same place).
  • Adele vanoti tɔla (v. smoothen, perfect/be fluent). Mamwe mazwi: tutu (n. grandfather).
  • Adele vanoti Wurubwarɛ (n. God) kureva Mwari.
  • Adele vanoti yɛrɛ (v. wide, widen, spread out). Mamwe mazwi: yɛrɛba (v. spread, expand, enlarge).

Duramazwi rinowanikwa paWebonary.