Svetuka kuchirochemo

Dota

Kubva Wikipedia

Dota, madota kana marota (Ash) ibukuta pfumbu kana dema rinosara kana huni dzapera kutsva. Panorasirwa dota panonzi padurunhuru kana durunhuro kana kuti humbarota.

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]