Gokora

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Gokora (elbow) kureva chikamu chipfundo cheruwoko chiri panosangana mapfupa marefu panova ipo panogonya ruwoko.

Mazwi eBantu[chinja | edit source]

  • Vatauri veLubwisi vanoti lukokola (n. elbow) kureva gokora.
  • Mururimi rweLugwere vanoti lukookolwa kana nkookolwa pakuwanda (Elbow) zvichireva gokora.
  • Izwi rokuti kokola (elbow) rinotaurwa mururimi rweLenje kureva gokora.
  • Izwi rokuti inkokora (elbow) rinotaurwa mururimi rweKirundu kureva gokora.