Zarma

Kubva Wikipedia

Zarma mutauro unowanikwa kuNiger.

Mazwi Anotodza mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Zarma inoti bi (black) kureva hutema. Fananidzai nokuti chivi?
  • Zarma inoti cawandiko (n. teacher, trainer) kureva mudzidzisi.
  • Zarma inoti kulu (all) kureva zvose. Fananidzai nokuti guru (group, flock, herd)?
  • Zarma inoti gari (n. manioc flour, cassava flour) kureva hupfu hwemufarinya.

Mamwe Mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Zarma inoti gonda (to have). Sokuti: Ni gonda moto (You have a car).
  • Zarma inoti bene (n. sky) kureva kudenga. Mamwe Mazwi: bine (n. heart) kureva moyo.
  • Zarma inoti kwara (n. village; place) kureva musha.
  • Zarma inoti ji (n. oil) kureva mafuta. Mamwe mazwi:
  • Zarma inoti gaham (n. body) kureva muviri.
  • Zarma inoti fu (family, home) kureva mhuri kana musha.
  • Zarma inoti dungay (heat) kureva madziya.
  • Zarma inoti windi (house, family) kureva imba kana mhuri.
  • Zarma inoti bani (n. health) kureva hutano.
  • Zarma inoti bifo (the day before yesterday) kureva kuswerazuro kana marimwezuro.
  • Zarma inoti zangu (one hundred) kureva zana.
  • Zarma inoti zoto (coins) kureva musvo wemari.
  • Zarma inoti buru (n. bread) kureva chingwa.
  • Zarma inoti ciri (n. salt) kureva munyu.
  • Zarma inoti gunguri, guri (n. Egg) kureva zai.
  • Zarma inoti ham (n. meat) kureva nyama.
  • Zarma inoti masa (Pancakes, millet flour beignets or galettes).
  • Zarma inoti hari (n. water) kureva mvura.