Yambeta

Kubva Wikipedia

Yambeta mutauro unowanikwa kuCameroon.

Mazwi Anotodza Bantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Yambeta vanoti isim (n. well, fountain, spring) kureva tsime. Mamwe mazwi:
  • Yambeta vanoti ɛdómɛn (n. someone/something sent to a person with the aim of harming them, or teasing them).
  • Yambeta vanoti kʊwáak (v. to build) kureva kuvaka. Mamwe mazwi: kunuk (v. give off an odor) kureva kunhuwa.
  • Yambeta vanoti kʊsɔk (v. wash; launder; bathe) kureva kusuka.
  • Yambeta vanoti kʊsɛ́b-a (v. to peel; skin, pare, clean) kureva kumenya.
  • Yambeta vanoti kʊpáám (v. to beat; strike, hit) kureva kurova.
  • Yambeta vanoti kʊpam-a (v. spread out) kureva kupararira. Mamwe mazwi: kʊtɛ́m (v. clear land) kureva kutema munda.
  • Yambeta vanoti kʊ̀≠mwáŋ; kʊmúáŋ (v. be proper) kureva kufanira.
  • Yambeta vanoti kʊ̀≠kʊ́n-à, kʊkɔ́n-a (v. plant, sow) kureva kudyara.
  • Yambeta vanoti kʊlaam-ɛ (v. announce, proclaim, propagate) kureva kuparidza. Mamwe mazwi: kʊ̀≠lààm-ɪ̀, kʊaam-ɛ (v. to rule, to command) kureva kutonga.
  • Yambeta vanoti kʊ̀yól-a (v. drain). Mamwe mazwi: kʊkáŋ (v. grill, roast, fry) kureva kukanga.
  • Yambeta vanoti kʊtál-a (v. see, view, look, watch, behold, sight) kureva kutarisa.
  • Yambeta vanoti kudim (v. dig, excavate, burrow) kureva kuchera. Mamwe mazwi: ŋgumə (n. strong; a strong man).
  • Yambeta vanoti kitimp (n. well) kureva tsime. Mamwe mazwi: kitimbə' (n. arc).
  • Yambeta vanoti kɪ̀≠bàlɪ́, kɛbalɛ́ (n. travel bag) kureva bhegi rerwendo. Mamwe mazwi: otab (n. branch) kureva davi.
  • Yambeta vanoti múni (n. four) kureva ina. Mamwe mazwi: mɔ́bààn (n. two) kureva piri.
  • Yambeta vanoti mɔ́dáád (n. three) kureva tatu. Mamwe mazwi: mɔ́táan (n. five) kureva shanu.
  • Yambeta vanoti nnyam (n. animal) kureva mhuka. Mamwe mazwi: ŋkák (n. pangolin) kureva haka.
  • Yambeta vanoti ɔtɔm (n. commission) kureva kutuma. Mamwe mazwi: waak kana mà≠àk (n. year).
  • Yambeta vanoti ɔ̀tɛ́m kana ntɪ́m (n. heart) kureva moyo. Chewa vanoti mutima.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Yambeta vanoti ìgòk (n. chest, bossom) kureva chipfuva. Mamwe mazwi: ulun (old age).
  • Yambeta vanoti igósin (n. cough) kureva chikosoro. Mamwe mazwi: sanja' (n. loincloth).
  • Yambeta vanoti igúk (n. the reason) kureva chikonzero. Mamwe mazwi: pɛdá (n. war).
  • Yambeta vanoti idúk (n. domestic beast) kureva chipfuyo. Mamwe mazwi: ŋgaŋgɔ́ (n. lion) kureva shumba.
  • Yambeta vanoti idók (n. hernia) kureva heniya. Mamwe mazwi: kigú (n. bone) kureva bvupa.
  • Yambeta vanoti ɛbá (n. side) kureva rutivi. Mamwe mazwi: ɛbak (n. machete).
  • Yambeta vanoti ɛnyɛɛŋɛ (n. mockery). Mamwe mazwi: insam (n. flower) kureva ruva.
  • Yambeta vanoti kʊwak (v. to tear; rip; lacerate, rip up) kureva kubvarura.
  • Yambeta vanoti kʊpas (v. prune, cut, carve). Mamwe mazwi: kɛságɛ (n. corn granary).
  • Yambeta vanoti kisúk (n. iron) kureva simbi. Mamwe mazwi: kisum (n. deep place of a watercourse; lake, pond, pond).
  • Yambeta vanoti kilúŋ (n. drum) kureva ngoma. Mamwe mazwi: kinyik (n. dirt) kureva tsvina.
  • Yambeta vanoti kikoo (n. hoof, shoe, clog). Mamwe mazwi: kílíndi' (n. shadow silhouette).
  • Yambeta vanoti laŋga (n. ring, collar, bushing). Mamwe mazwi: ŋgwíiŋ (n. slingshot, traditional genre).
  • Yambeta vanoti mbáa (n. ancestor; father) kureva tateguru kana baba. Mamwe mazwi:
  • Yambeta vanoti manyáá (n. sap). Mamwe mazwi: mbambany (n. thunder) kureva mabhanan'ana.
  • Yambeta vanoti masáŋ (n. harvest rice or millet) kukohwa mupunga kana mapfunde.
  • Yambeta vanoti njaan (n. hunger) kureva nzara. Mamwe mazwi: njambɛlɛ (n. horse) kureva bhiza.
  • Yambeta vanoti ndɛk (n. tribe; clan) kureva rudzi kana dzinza. Mamwe mazwi: ndɛm (n. sperm).
  • Yambeta vanoti tubì (n. excrement) kureva dhodhi. Mamwe mazwi: udi (n. face) kureva chiso.
  • Yambeta vanoti umbiŋ (n. trap) kureva muteyo. Mamwe mazwi: wɛɛn kana mɪ̀≠ɪ̀n (n. tribe; country).