Kukanga

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti kukanga (Dry roasting; parch) rinoreva kubika chikafu murwenga, poto kana pani isina mvura. Chikafu ichi chinogonga kubikwa chine mafuta mashoma kana kuti pasina mafuta zvachose. Vanhu vanokanga nzungu, chibage, nyimo uye vanokanagwo nyama zvakare.

Tsika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Akanga nyimo avangarara.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Umbundu vanoti olukango kureva chibage chakakangwa. Kikuyu vanoti kokaranga (n. to fry) kureva kukaringa
  • Kimbundu vanoti kukanga (v. fry). VaTaita vanoti kukalanga (n. to fry) kureva kukaringa.
  • Herero inoti vaura (v.t. parch - roast lightly e.g. corn, peas etc). Sagara vanoti kukaanga (n. to fry) kureva kukanga.
  • Chewa inoti kukanga (v. to be hard, tough, strong, firm, intractable - not docile or manageable).
  • ChiNembe vanoti kanga (adj. dry; without water). Mamwe mazwi: kanga (v. become dry by evaporation, draining, wiping, etc.).