Heniya

Kubva Wikipedia
Patient with a colostomy complicated by a large parastomal hernia.

Izwi rokuti heniya riri kuturikira hernia yeEnglish inoreva kuturikira kwenyama dzemukati nepanenge pakaparuka rukanda runofanira kuvharira nhengo idzodzo. Imwe nguva heniya inoitika kana munhu atakura zvinhu zvinonyanya kuremera.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaTonga vanoti cicende kana putyu (hernia) vachireva heniya.
  • VaTonga vanoti cicende kkovu (hernia) vachireva heniya.
  • VaWabo vanoti pumbu (umbilical hernia). VaWabo vanoti jirauu (n. hernia).