Dunhu reMashonaland East

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMashonaland East)
Mepu yeZimbabwe ine dunhu reMashonaland East riri rweruvara dzvuku
Zvikwata zvedunhu reMashonaland East

Dunhu reMashonaland East rimwe rematunhu gumi ari munyikae yeZimbabwe.

Mashonaland East rine nharaunda ye32,230 km² nehugari hungango kwana hwemamirioni 1.3 (2012). Guta reMarondera ndiro guta guru redunhu.

Maruwa eMashonaland East[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zunde reMashonaland East rakaumbwa nemabuwa mapfumbamwe anoti: