Tanzania
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuTanganyika)
| |||
National motto: Uhuru na Umoja | |||
Tanzania (kana Tanganyika semunhoroondo) inyika iri mumabvazuva kweAfurika muDunhu reNyanza Huru. Tanzania yakakomberedzwa nenyika dzinoti: Kenya ne Vuganda kumaodzanyemba; Utemabanze weRudhende rwe Vukongo, Rwanda, neVurundi kumadokero; uye Zambia, Malawi ne Mazambuko kuchamhembe. Kumuganhu wekumabvazuva kune Gungwa re India. Gomo re Kilimanjaro rinova ndiro gomo rakanyanya kukwirira muAfurika rinowanokwa kuMaodzanyembaemadokero kweTanzania.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Ko izwi rokuti Tanganyika rakabvepi?
- Zigula inoti kutanganya (1. mixing together, mix together; 2. jumble up; 3. to add to). Kutanganyika (1. mix, mixing; 2. breeding; 3. merge, merging).
- Zigula inoti Kabila zose mbiri zitanganyika - (Both these two tribes have merged) kureva marudzi maviri akabatanidzwa.
- VaGanda vanoti ng'anya (to collect; gather together). VaGanda vanoti ng'anyika (to gather together; to assemble).
- Takwane inoti taganyiha (v. mix, season).
Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi |
Mavuso anozivikanwa zvishoma | ||||
(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero |
Zvisi ne Materitori ekunze |