Nsari

Kubva Wikipedia

Nsari kana Saari mutauro unowanikwa kuCameroon.

Mazwi Anotodza Shona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Nsari inoti bɛsɛ (v. light, light a fire.)) kureva kuvesa moto.
  • Nsari inoti bije (n. food) kureva kudya.
  • Nsari inoti bina (v. dance) kureva kudzana. Chewa vanoti kuvhina.
  • Nsari inoti bule (n. intestine) kureva hura.
  • Nsari inoti bunona (n. riches, possesions, property). Fananidzai nokuti kununa.
  • Nsari inoti bunga (n. power, force, strength, current) kureva simba.
  • Nsari inoti busha (v. remove from) kureva kubvisa.
  • Nsari inoti kikaa (n. charcoal) kureva makara.
  • VaSaari vanoti kinana (n. pineapple) kureva chinanazi.
  • Nsari inoti kiwara (n. valley, dug water) kureva mupata.
  • Nsari inoti musu (n. flour) kureva hupfu hwewiti.
  • Nsari inoti ntuuntu (n. tornado) kureva dutu remhepo.
  • Nsari inoti nume (v. bite) kureva kuruma.
  • Nsari inoti nyan (n. meat, flesh, animal) kureva nyama kana mhuka.
  • Nsari inoti sowe (v. pay tax) kubhadhara mutero.
  • Nsari inoti nye (n. defaecate) kureva kuita tsvina.
  • Nsari inoti ngoon (n. worm, earth worm) kureva gonye.
  • Nsari inoti nwan (n. baby) kureva mwana.
  • Nsari inoti sengi (v. chew) kureva kutsenga.
  • Nsari inoti seye (v. cut). kuseyiwa zvinoreva kubaiwa nekasemo kemuti.
  • Nsari inoti shan (n. grain) kureva tsanga?.
  • Nsari inoti shiiki (v. lowerf) kureva kudzikisa.
  • Nsari inoti shuga (n. sugar) kureva shuga.
  • Nsari inoti shiŋ (n. suicide, kill) kureva kuzviuraya.
  • Nsari inoti shiŋɛ (v. hang, kill) kuurayiwa kwekusungira pamuti. Ko kushinha?
  • Nsari inoti tsaa (v. select, discriminate, choose) kureva kushara. Mamwe mazwi: tsayɛ (v. select; choose.)
  • Nsari inoti tsaaŋ (v. 1. straight - Move straight without turning; 2. erect; 3. normal - mental state; 4. focus). Fananidzai nokuti kutsano-.
  • Nsari inoti tsambo (n. red crab) kureva gakanje dzvuku.
  • Nsari inoti tsawu (v. grading) - zvichida ndiko kutsawura.
  • Nsari inoti turi (v. accumulate, heap). Fananidzai nokuti nhuri.
  • Nsari inoti we (v. fall down, fall) kureva kuwa.
  • Nsari inoti dika (n. pick axe).

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaNsari vanoti bare (v. join, graft, mend, plumber, tend to incline toward something).
  • Nsari inoti bishaya (n. property) kureva nhumbi.
  • Nsari inoti bufa (n. labour, work) kureva basa.
  • Nsari inoti cheke (v. sieve flour, water or wine; filter). Mamwe mazwi: dzenga (n. fiber).
  • Nsari inoti chigwini (n. husk of coconut) kureva mateko ekokonati. Mamwe mazwi: chigwidi (n. chaff of palm).
  • Nsari inoti chimban (n. rope made from palm fronds; palm rope). Mamwe mazwi: kigere (n. grapefruit).
  • Nsari inoti chira (v. ejaculate) kureva kuburitsa hurume.
  • Nsari inoti ndende (v. travel) kureva kufamba rwendo kana kuenda rwendo.
  • Nsari inoti funye (v. like). MaZulu vanoti ukufuna.
  • Nsari inoti gata (n. separate - divorce; share, divide, split; chapter).
  • Nsari inoti kifi (n. puff adder) kureva chiva. Mamwe mazwi: libuka (n. desert).
  • Nsari inoti kikusa (n. zinc) kureva zinki.
  • Nsari inoti kileele (n. dragonfly) kureva mukonikoni.
  • Nsari inoti kikuun (n. weather) kureva mamiriro ekunze kana wetha.
  • Nsari inoti kilele (n. bare body, naked) kureva mushu. Mamwe mazwi: kimbaan (n. spinal cord).
  • Nsari inoti kimese (n. left hand). Mamwe mazwi: kigona (n. right hand).
  • Nsari inoti koche (n. mature male) kureva murume mukuru.
  • Nsari inoti kwere (n. bachelor, single, unmarried). Mamwe mazwi: mbembe (n. breast).
  • Nsari inoti laanwe kana lanwe (n. universe). Mamwe mazwi: lanka (n. visit all the time - implies laziness).
  • Nsari inoti mbaandze kana mbandze (n. cyclone, torrential wind, storm) kureva dutu remhepo.
  • Nsari inoti mbanu (adj. giving our rays, sunny).
  • Nsari inoti mbanga (n. insurance). Mamwe mazwi: mbeta (n. risk).
  • Nsari inoti n'yike (n. tide). Mamwe mazwi: n'yiike (n. overflow its banks - river).
  • Nsari inoti nache (arrange, organise, program, correct, solve, organization).
  • Nsari inoti nteema (n. green).
  • Nsari inoti ngwe (n. paralysis).
  • Nsari inoti ngwii (n. vein) kureva tsinga.
  • Nsari inoti nkasi (n. white yam) kureva yamu jena.
  • Nsari inoti nwaye (n. whale).
  • Nsari inoti nwina kana tsɛɛ (v. write) kureva [[kunyora].
  • Nsari inoti sanya (v. crack, split) kureva kutsemura.
  • Nsari inoti shire (n. weave). Fananidzai nokuti shiri.
  • Nsari inoti tsɛtsɛ (n. eyelash).
  • Nsari inoti wese (n. restless in sleep).
  • Nsari inoti wi (n. person) kureva munhu. Mamwe mazwi: wi wu biee (n. rich person). Wi wu buŋga (person full of energy). Wi wu gutii (n. merchant).

Kwakawanikwa Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]