Kutsemura
Mataridziko
Shoko rokuti kutsemura (splitting lengthwise) rinoreva kupatsanura chinhu kuchitevedzwa kwakareba kwacho. Kutsemura kwakasiyana nekutyora nokuti kutyora kunogura nenzira yakachinjika.
Muenzaniso
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kana huni dzichitsemurwa kunenge kuchitevedzwa kwakarebera rukuni rwacho.
- Kugura wakachinjika rukuni ndiko kutema, asi pakutaura mazuvaose zvinhu izvi zvinotaurwa sezvimwe nokuti basa racho rinoitwa pamwe kazhinji.