Kuwa

Kubva Wikipedia
  • Kuwa (to fall, to drop).
  • Kupunzika (to fall).
  • Kudonha (to fall from height) apa zvichireva kuwa kurva pakakwirira. Hanzi zhanje ndiro rinonzi radonha, munhu anonzi apunzika. Asi kana munhu apfodzoka kubva paakakwira zvoreva kuti munhu anodonhawo mumuti.
  • Kuriga (to fell - as in felling a tree or a bull). Karigamombe izita remunhu.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaLenje vanoti wa (n. fall, drop, let fall) vachireva kuwa. Mamwe Mazwi: wisha (n. fall, drop, let fall) vachireva kuwisa.
  • VaNyoro vanoti okugwa kana -gwire (to fall). Mamwe Mazwi: -gwisa (to let fall). Taabwa vanoti kuwa (v. fall; lie down).
  • VaKongo vanoti bwila (to fall upon, seize upon, pounce) vachireva kuwira. Mamwe Mazwi: bwisa (cause to fall or let fall, to throw down) vachireva kuwisa.
  • VaMambwe vanoti -wisiwa (to be knocked down, destroyed, etc) vachireva kuwisiwa.