Chiva

From Wikipedia
Vivarium Puffotter.JPG

Chiva kana mvumi (Puff-Adder in English) inyoka ine muviri mupfupi uye iri hobvu ine mavara anoti: yellow; brown; white; cream neblack. Nyoka iyi ine huturu hwakasimba.

Mamwe Mazita[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaLenje vanoti mpili (n. Adder) apa kureva nyoka inonzi chiva.
  • VaTsonga vanoti mhiri (n. Puff-Adder) apa kureva nyoka inonzi chiva.
  • Chewa neRunyankore vanoti mpiri (puff adder snake).
  • Yamba vanoti mfu'bi (nfat, grey non poisonous snake which lives in water).