Ngbaka

Kubva Wikipedia

Ngbaka mutauro unowanikwa kuCameroon.

Mazwi Anotodza Bantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Ngbaka vanoti bèlè (n. breast, udder) kureva zamu. Mamwe mazwi: li̍ bèlè (n. milk).
  • Ngbaka vanoti amba (v. prevent, intervene) kureva kudzivirira. Mamwe mazwi: àmbà bòlò (v. prevent from fighting.).
  • Ngbaka vanoti bìà (n. friendship, camaraderie, friendly agreement, friend) kureva mubia.
  • Ngbaka vanoti dala (v. raise, cultivate, feed, educate) kureva kurera. Fananidzai nokuti daramombe?
  • Ngbaka vanoti dɛ̀ngbɛ̀ (n. small gray antelope). Fananidzai nokuti mhembwe?
  • Ngbaka vanoti dondolo (n. cane, parade stick, leader). Fananidzai nokuti madhondoro?
  • Ngbaka vanoti dɛ̌wà (n. small black bird). Mamwe mazwi: dɔ̀lɔ̀ (n. wine lees - sediment; dreg) kureva masese.
  • Ngbaka vanoti fe (v. to die, to become insensitive) kureva kufa. Mamwe mazwi: fìò (n. death, a deceased).
  • Ngbaka vanoti fũ̀ (n. powder, flour). Fananidzai nokuti kureva hupfu?
  • Ngbaka vanoti fùlu̍ (n. envelope; cocoon) kureva furu. Mamwe mazwi: fùlú dɔ̀kɔ̀ (n. cocoon of caterpillars).
  • Ngbaka vanoti gòmbo̍ (qual. sunken, hollow). Fananidzai nokuti gomba?
  • Ngbaka vanoti kìtàmbálà (n. head handkerchief, headdress for women) kureva dhuku. Mamwe mazwi: kítì (chair).
  • Ngbaka vanoti mbá'dá mbá'dá mbá'dá (id. spotted) kureva madoo madoo. Fananidzai nokuti mbada?
  • Ngbaka vanoti ngù’bu̍; ngɔ̀ndɔ̀ (n. hippopotamus) kureva mvuu. Mamwe mazwi: nya̍nga̍ (n. foot, leg, paw).
  • Ngbaka vanoti nwà (n. superior leader) kureva mutungamiri. Mamwe mazwi: nwa̍ le̍ (n. chief of the village).


Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Ngbaka vanoti bɛ́là (n. big predatory ant) imhando yesvosve.
  • Ngbaka vanoti bɛndɛ (id. very thin, very soft and light) kureva nhete.
  • Ngbaka vanoti bu̍tu̍ (n. enclosure, square, reserved village, isolated). Mamwe mazwi: nyɛtɛ (v. become soft, melt).
  • Ngbaka vanoti bàkà (n. arm, front leg, wing) kureva ruwoko, bapiro kana gumbo remberi.
  • Ngbaka vanoti 'bàkô (n. sadness, regret, contrition, compassion) kureva kutsamwa. Mamwe mazwi: dùngù dò 'bàkô (v. be sad.).
  • Ngbaka vanoti 'bàla̍ (n. friendship out of interest). Mamwe mazwi: bamba (v. patch, glue) kureva kunama.
  • Ngbaka vanoti bàtà (qual. flat). Mamwe mazwi: bɔ̀mbɔ̀ (qual. young, not yet firm).
  • Ngbaka vanoti bùà (n. mushroom) kureva hohwa. Mamwe mazwi: bu̍lu̍ (n. end of, piece of, rest of).
  • Ngbaka vanoti dã (v. turn on; to light, to make fire) kureva kubatidza. Mamwe mazwi: fɛngɛ (v. 1. be white; 2. be ripe).
  • Ngbaka vanoti dende (v. to be or become mentally stupid, by birth or as a consequence of illness, drunkenness, etc.).
  • Ngbaka vanoti dolo (v. to bubble, to foam) kureva kupupuma. Mamwe mazwi: fɛ̃́à (qual. white).
  • Ngbaka vanoti dùlì (n. 1. hostage, exile; 2. man given as ransom for a dead person or to deliver a convict).
  • Ngbaka vanoti fa̍nda̍ (n. plain.) kureva nyika mhene. Mamwe mazwi: (lí fa̍nda̍) (n. public square, community square).
  • Ngbaka vanoti gabanya; gamanya (v. to manage on your own). Mamwe mazwi: gàzà (n. leg, foot).
  • Ngbaka vanoti gbã̀lã̀ n. unit, grain, seed, bone, etc.). Mamwe mazwi: gbã̍lã̍ tà (small stone, pebble).
  • Ngbaka vanoti gili (n. heap, cluster, quantity, crowd, group.) kureva murwi kana chitsama.
  • Ngbaka vanoti gɔ̃́lɔ̃̀ (n. shadow; shade) kureva bvute. Mamwe mazwi: gɔ̀tɔ̀ (low place, downstream, downhill; south).
  • Ngbaka vanoti gùlà (n. co-wife) kureva mukadzinyina. Mamwe mazwi: hã (v. give) kureva kupa.
  • Ngbaka vanoti kiti (v. to gather, to gather, to gather, to leave in large numbers).
  • Ngbaka vanoti kombo (v. make a circular incision, be circular). Mamwe mazwi: konggo (v. bent, stiff, paralyzed).
  • Ngbaka vanoti ko̍nzo̍ (n. kind of yam) imhando yamu. Mamwe mazwi: kótò (num. thousand).
  • Ngbaka vanoti kɔ̍la̍ (n. wood, forest) kureva sango. Mamwe mazwi: kpálɛ̀ (n. seed, field products).
  • Ngbaka vanoti kò kùlà (generate, give birth) kureva kubara. Mamwe mazwi: kùlà (n. birth).
  • Ngbaka vanoti kùti̍ (n. first) kureva chimotsi. Mamwe mazwi: mànda̍mbúà (n. crested eagle).
  • Ngbaka vanoti mànde̍ (n. promise) kureva chitsidzo. Mamwe mazwi: mànde̍le̍ (n. bed bug).
  • Ngbaka vanoti mãsã (v. experience heaviness in the stomach from eating too much) kureva kuzvimbirwa.
  • Ngbaka vanoti mba (v. assemble, reunite) kureva kuungana. Mamwe mazwi: mbálà (n. scar).
  • Ngbaka vanoti mba̍ta̍ (n. flat something). Mamwe mazwi: mbàlì (n. copper object like ring, buckle, bracelet, etc.; also: precious thing, treasure).
  • Ngbaka vanoti mbàtì (n. foreign) kureva chinhu chipara. Mamwe mazwi: mbɛ̀la̍ (n. large olive-brown snake).
  • Ngbaka vanoti mbìlì (n. blade or spearhead not worked used as dowry; monetary value; money). Mamwe mazwi: mbi̍li̍ (n. large traditional needle, alene, stinger).
  • Ngbaka vanoti mbúmbúlú (qual. very small, tiny) kureva chidikidiki. Mamwe mazwi: mwíndà (n. light).
  • Ngbaka vanoti ngámɔ̀ (n. suffering, pain). Mamwe mazwi: nganda (to be strong, hard, resistant, solid, difficult, to make strong).
  • Ngbaka vanoti ngáwi̍ (n. strength, power, courage) kureva simba. Mamwe mazwi: ngbèélé (n. caïman).
  • Ngbaka vanoti ngele (n. internode phalanx). Mamwe mazwi: nge̍le̍ (n. shield, enclosure, protective partition).
  • Ngbaka vanoti nzakata (v. soak, soak in, mix; get dirty, covered in mud or other dirt) kureva kunyakata.