Mhembwe

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Common Duiker1.jpg

Mhembwe (Duiker in English) imhuka yemusango inofanana nemhara asi ine mumhu mudiki. Mhuka iyi ine ruvara rwe muto wenyemba. Mhembwe dzinowanikwa muZimbabwe mumatunhu akawanda uye dzine nyama yakanaka samare inodyiwa iri nyoro kana kuitwa chimukuyu.

Mwana wemhembwe anonzi tsvana kana chemera.

Tsumo[chinja | edit source]

  • Mhembwe rudzi inozvara mwana ane kazhumu.
  • Bembwe rinotsvutsvudzirwa ramuka. Dogs are set on a duiker (only) when it shows up.
  • Mhembwe urombo ndohwayo, haisweri musvo rimwe nembudzi. The duiker is to be pitied (because) it cannot (even) spend a day together with goats.