Chiakoose

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuAkoose)

Chiakoose (kana kungoti Akoose) mutauro weChibantu unotaurwa kuKameruni ne Vaakoose. Muna 2001 huwandu hwe vatuauri weChiakoose wakafungidzirwa kuva 100,000 yehuwandu hwe vanhu. Zvichienderana ne hupango hwa Malcolm Guthrie wemitauro ye Chibantu Chiakoose chaive muboka rechi A10. Chiakoose chiri mumhuri ye mitauro inonzi Manenguba.

Mashoko eChiakoose[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mashoko akafanana ne Chishona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Chiakoose Chishona Tsananguro
âdyɛ́ kudya
âdyɛ́ɛn kudya na
âhyáŋ kupiswa, kutsva
âmwáad kuyamwisa
âmwáŋ yamwa
âpɛn penya
dyôm gumi
hǐin zhinji, hobho
hyǒn rukuni, huni
kâŋ hanga
mbwɛ́ imbwa
melaŋ mavara
mmin mamino

(crease, fold)

mwǎn, bǎn mwana
mwɛ̌nze bhahari, nyanza
mwěn omene, mbune
ngan ngano
ngúte makute
  • Akoose vanoti nhɛ́né (in the open, open place, clearing) kureva mhene. Mamwe mazwi: nhɛ́nɛ́n (open place, open, publicly) kureva pamhene.
  • Akoose vanoti nyǎd (forest buffalo) kureva nyati.
  • Akoose vanoti nyam (n. animal; meat - flesh and bones) kureva nyama.
  • Akoose vanoti nyóod (n. bee; honey bee) kureva nyuchi.
  • Akoose vanoti nzaa (hunger, eager) kureva nzara.
  • Akoose vanoti nzaaŋgé (n. collection; collection for wine; 2. offering, contribution; 4. collective work).
  • Akoose vanoti nzyɔg (n. elephant) kureva nzou.
  • Akoose vanoti pémbé (n. chalk). Fananidzai nokuti kupembedza?
  • Akoose vanoti pééb kana péém (ideophone for very white) inyaudzosingwi inodudza huchena.

Mamwe mashoko e Chiakoose[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Akoose vanoti abum (n. stomach; abdomen; belly) kureva dumbu.
  • Akoose vanoti âkab (v. divide, share out) kureva kugova.
  • Akoose vanoti áláán (n. three) kureva nhatu. Mamwe mazwi: átáan kana métáan (n. five) kureva shanu.
  • Akoose vanoti âlébe (tell, send a message). Mamwe mazwi: aloŋgé (life, behaviour, character).
  • Akoose vanoti âlébe (n. country, nation) kureva nyika.
  • Akoose vanoti âsal (v. split, tear, cut through).
  • Akoose vanoti âsob (v. escape, leave). Fananidzai nokuti kusvova.
  • Akoose vanoti ataa (n. buttock). Mamwe mazwi: mpéndé (n. lock).
  • Akoose vanoti kúmbe (v. pride, proud) kureva kudada. Mamwe mazwi: kúmbe (n. bowl).
  • Akoose vanoti mbale (unripe, premature; pale, light). Mamwe mazwi: mbále (n. truth).
  • Akoose vanoti mbəŋgé (1. pigeon, dove, 2. wood pigeon, Columba livia).
  • Akoose vanoti mendɛ (n. gift, favour, sacrifice) kureva chipo.
  • Akoose vanoti mpǎŋgé (person who comes first to the killed animal and qualifies for the special share of the meat).
  • Akoose vanoti mpín (n. small) kureva diki. Fananidzai nokuti mhini?
  • Akoose vanoti mwandé (n. parting in the hair).
  • Akoose vanoti mwǎnyamɛ́ (n. 1. highest of the ancestors; 2. name for God (used in the past?).
  • Akoose vanoti mwedáŋ (n. kind of sugar cane - bush sugar cane).
  • Akoose vanoti mwembé (n. congregation, gathering) kureva gungano.
  • Akoose vanoti mwɛd (n. needle, prong, quill of porcupine) kureva tsono kana munungu. Fananidzai nokuti Nyamweda?
  • Akoose vanoti mwɛd (n. left side) kureva ruboshwe.
  • Akoose vanoti ngóbe (n. layer).
  • Akoose vanoti ngume (n. 1. might, power, powers; 2. hero, champion; 3. champion wrestler).
  • Akoose vanoti nwále (regent, ruler, temporary holder) kureva ari kufanotonga.
  • Akoose vanoti n'yɛ́lé (n. spring of water; 2. leak hole) kureva chisipiti.
  • Akoose vanoti nzem (men's sperm; semen).
  • Akoose vanoti sáŋgwɛ́ (mister, master, lord).
  • Akoose vanoti saámbɛ́ (n. seven) kureva nomwe.
  • Akoose vanoti tumbe (family; lineage; exogamous local descent group) kureva mhuri.
  • Duramazwi reAkoose rinowanikwa pa webonary.org.