Bvute

Kubva Wikipedia
Mamwe mashizha ari pabvute - chiedza chakavharwa nemiti

Bvute kana bvuri (shade in terms of being shelter from the sun) zvinoreva nzvimbo iri pane mumvuri pakadzivirwa nechimwewo chinhu kuti chiedza chezuva chisasvika panzvimbo iyoyo.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Hurwere hweBandira (a condition which can lead to death, caused by staying too long in a very hot place) apa zvichireva kufizurwa nekupisa kuri panzvimbo zvinorukutitsa muviri, imwe nguva zvichikonzera kufa kwemunhu.


Tsika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]