Mhanza

Kubva Wikipedia

Musoro une mhanza (Bald Head) zvinoreva kuti musoro hauna vhudzi nokuti harichamera paraichimera.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaVenda vanoti phanda (n. bald crown of head) kureva mapanda.