Kumedza

Kubva Wikipedia
Real-time MRI – swallowing
Sagittal view of mouth and pharynx

Kumedza chitiiko chinotedera zvadyiwa kubva mukwanwa, zvichidzika nepahuro, nenzira inoti muronga wemweya unenge wakavharika kuti munhu asakachidzwa.

  • Kuronda kana kudika (Block food passage as hastily eaten sweet potato does) zvichireva kudzipwa nechikafu sezvinoita munhu achimbidza kumedza mbambaira hombe.
  • Kudangarira kana kudunga (Swallow without chewing) zvichireva kumedza usina kutsenga kana kudungira.

Chirevo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Imbwa kumedza bvupa ingodada nechivhuno. A dog swallowing a bone is confident of its power to break it.
  • Munguva yeHondo yeChimurenga vaimbi vakaimba - Vakatora nyika vakaita machimbidza kumedza, kutsenga kuchada'.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]