Nhasi

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Nhasi (today) izwi rinoreva zuva rino ratiri kana musi uno watiri. KuChiNdau vanoti nyamashi.

Tsumo[chinja | edit source]

  • Nyamusi handi mangwana. Today is not tomorrow.
  • Nhasi haasiri mangwana. Today is not tomorrow.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Unoti watenga vanobva vatounza motokari yacho nyamusi.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • MaZulu vanoti langa (adv. On the day (foll. by poss. constr.) kureva zuva iroro. Muenzaniso: langa lokuvulwa kwesikole (on the day of school opening).
  • MaZulu vanoti langalelo (On that day). Muenzaniso: Langalelo wabulala imamba (On that day he killed a mamba).
  • VaZigula vanoti na msi (in the day time) kureva masikati. Mamwe mazwi: na kilo (in the night time). Msi (n. a day).