Zambia
(Redirected from Zambia (nyika))
Jump to navigation
Jump to search
| |||
National motto: One Zambia, One Nation | |||
![]() |
Zambia inyika yakakomberedzwa nedzimwe iri kumaodzanyemba kweZimbabwe uye iri muAfrica. Nyika iyi ine muganhu neMozambique, Zimbabwe, Angola, Malawi neNamibia. Guta guru reZambia rinonzi Lusaka. Zambia ine miganhu nenyika dzinoti Zimbabwe, Malawi neMozambique. Mutungamiri wenyika iyi ndiva Edgar Lungu. Nyika iyi ine vanhu vanosvika mazana anosvika zviuru zvishanu. munyika umu munotaurwa mitauro inosanganisira Nyanja, Tonga, Kalanga, Bemba, Kaonde neLuvale.
Mureza weZambia une mufananidzo weshiri inonzi hungwe.
Politics ne administration[chinja | edit source]
Administrative divisions[chinja | edit source]
- Provinces