Konkomba

Kubva Wikipedia

Konkomba kana Likpakpaln mutauro weAfrika unowanikwa kuGhana neTogo. Mitauronyina yacho inonzi: Lichaboil, Ligbeln, Likoonli, Limonkpeln uye Linafeel.

Mazwi Anotodza Bantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Konkomba vanoti ba (particle marker of conditional contrary to fact) - zvichida vanoreva ba anowanikwa kuChiManyika. Sokuti handidiba.
  • Konkomba vanoti deŋ (v. shake, wobble) kureva kudengenyeka.
  • Konkomba vanoti kal (v. sit down) kureva kugara.
  • Konkomba vanoti nana (numeral. each of the four/four each) kureva zvina zvina.
  • Konkomba vanoti unyoon (n. bird kureva shiri. IsiZulu vanoti inyoni kureva shiri.
  • Konkomba vanoti Uwumbɔr (n. God kureva Mwari.
  • Konkomba vanoti wiin (v. shine, be bright) kureva kubwinya.


Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Konkomba vanoti binn (v. raid, plunder a town, pillage) kureva kurozva.
  • Konkomba vanoti butɔm (n. bow for shooting arrows) kureva uta.
  • Konkomba vanoti chain (adv. 1. pure, clean; 2. holy, righteous) kureva hutsvene.
  • Konkomba vanoti dulinyaa (n. world kureva nyika.
  • Konkomba vanoti faar (v. be wasted, withered, paralyzed).
  • Konkomba vanoti gaar (v. remain) kureva kugara.
  • Konkomba vanoti gari kana garri (n. dried ground cassava) kureva hupfu hwemufarinya. Fananidzai nokuti ugali?
  • Konkomba vanoti gbin (v. tether, tie) kureva kusunga.
  • Konkomba vanoti hali (adv. even) kureva kuenzana.
  • Konkomba vanoti ilelee (numeral. pairs, two of each, two by two) kureva mbiri mbiri.
  • Konkomba vanoti iluul (n. layers, lines). Fananidzai nokuti mawururwi?
  • Konkomba vanoti ipaal (n. profit on sales, payment, salary, interest on loan).
  • Konkomba vanoti jaani (v. cause fighting, stir up trouble) kureva kupesvedzera.
  • Konkomba vanoti jer (v. change) kureva kushanduka.
  • Konkomba vanoti kidaan (n. owner-identification mark).
  • Konkomba vanoti kidaŋ (n. big bridge across a river) kureva bhiriji. Mamwe mazwi: kidaŋ (n. injury).
  • Konkomba vanoti kifataŋ (n.valley) kureva mupata.
  • Konkomba vanoti kijaan (n. twin) kureva batya.
  • Konkomba vanoti kikumbuuk (n. clay or aluminium pot for cooking soup) kureva hari kana poto yeusavi.
  • Konkomba vanoti kinaŋ (n. likeness, image) kureva mufananidzo.
  • Konkomba vanoti kiteek (n. desert, area with no trees) kureva gwenga.
  • Konkomba vanoti lichur (n. thousand) kureva chiuru.
  • Konkomba vanoti lifaal (inheritance) kureva nhaka.
  • Konkomba vanoti naachiin (n. hyena kureva bere.
  • Konkomba vanoti naal (n. younger sibling of the same sex) kureva munin'ina asiri hanzvadzi.
  • Konkomba vanoti naar (v. struggle, persevere). Fananidzai nokuti kureva nharo?
  • Konkomba vanoti nkɔnjo (n. pepper).
  • Konkomba vanoti nnyeen (n. urine) kureva mutundo. Mamwe mazwi: nyeen (v. urinate).
  • Konkomba vanoti nyaan (adv. good, fine, beautiful) kureva runako. Mamwe mazwi: uninyaan (n. good person).
  • Konkomba vanoti sak (v. be between) kuva pakati. Mamwe mazwi: saŋ (v. put between) kuisa pakati
  • Konkomba vanoti tiŋ (v. be gathered together, congregate) kureva kuungana.
  • Konkomba vanoti toŋ (v. become hot, heat) kureva kupisa.
  • Konkomba vanoti tun (v. send) kureva kutuma.
  • Konkomba vanoti tuŋ (v. join, knit) kureva kudunga.
  • Konkomba vanoti ujawaandaan (n. coward) kureva mbwende.
  • Konkomba vanoti ukakal (n. jackal) kureva gava.
  • Konkomba vanoti umaantɔ (n. ally, friend, neighbour) kureva shamwari.
  • Konkomba vanoti uyom (n. captive, prisoner, slave) kureva muranda.
  • Konkomba vanoti yak (v. sift) kureva kupepeta.
  • Konkomba vanoti yiko (n. authority, power) kureva chisimba.


Duramazwi rinowanikwa paWebonary.