Mutundo

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Mutundo (Urine in English) mutuvi unobuda panhengo yesikarudzi kuvanhu uye kumhuka. Mvura iyi inoburitsa tsvina dzinobva muropa remunhu, tsvina idzi dzichirasirwa panze. Kuvarume mutundo unobuda nechubhu iri pamboro, kuvakadzi unobuda nepachubhu iri nechekumusoro kwebeche.