Usavi

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Usavi, usayi kana chisevo (relish of any kind) apa kureva muriwo wemashizha kana nyama yakabikwa.

  • Muchiti (Morsel of sadza broken off by hand from portion served to a person, flavoured with side-dish and conveyed to mouth) zvinoreva musuva wesadza wasevewa muusavi.

Mhando dzeUsavi[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • BaKalanga vanoti seba (relish with; use a sauce) vachireva kuseva usavi. BaKalanga vanoti busebo (relish, anything served with sadza) kureva usavi.
  • MaZulu vanoti sheba (flavour - as with sauce; eat alternately meat, vegetables etc) kureva kuseva?
  • VaNyungwe vanoti cisai (in a meal, anything served with sadza) kureva usavi.
  • Mururimi rweLuwanga vanoti okhukatsa (eat meat or other relish alone, or out of proportion to the amount of sadza) kureva kukatsa.