Mbwende

Kubva Wikipedia
  • Mbwende (coward) - apa kureva munhu anotya zvakanyanya. Mbwende inbatwa nembwendo.
  • Mbwende apa kureva zvinhu zvizhinji. Mombe imbwende: there are a lot of cattle here.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.