Nharo

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Nharo (being arguementative) zvinodudza munhu ane katsika kekukakavara nevamwe, anopikisana nepfungwa dzevamwe nguva zhinji.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Mukomana uya ane nharo.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaBemba vanoti talika (argue) kureva kuita nharo.
  • VaLozi vanoti bunala (n. stubborness, restiveness).