Hutsvene

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Hutsvene (righteousness) zvinoreva kururama kwemoyo pamberi paMwari.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaHerero vanoti osemba (righteously).
  • VaHerero vanoti ousemba (righteousness).
  • VaHerero vanoti -semba (righteous).