ChiIzere
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuIzere)
Izere mutauro unowanikwa kuNigeria.
Mashoko Anotodza Bantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Izere inoti atom (n. messenger) kureva mutumwa.
- Izere inoti atek (n. owner; father; possessor) kureva mwene, baba kana muzvina.
- Izere inoti atuuru (yellow) kureva yelo. Fananidzai nokuti nhundurwa?
- Izere inoti gak (rough; uneven; uncomfortable) kureva gakashira.
- Izere inoti iwom (n. sexual intercourse) kureva kukumbana pabonde.
- Izere inoti kata (n. bow) kureva uta.
- Izere inoti ba (not) - fananidzai ba inotaura WaManyika.
- Izere inoti kutóm (n. message; communication 2. v.n. sending) kureva kutuma.
- Izere inoti kutong (n. type; sort; kind; category). Fananidzai nokuti matongo.
- Izere inoti ritók (n. insult; injurious language; abuse ) kureva kutuka.
- Izere inoti tem (v. to cut down; chop down) kureva kutema miti.
- Izere inoti tsek (v. cut) kureva kucheka.
- Izere inoti kuya (v. eating) kureva kudya.
- Izere inoti inyon (n. chicken, fowl, hen) kureva huku. Zulu inoti nyoni kureva shiri.
- Izere inoti rinam (n. meat) kureva nyama.
- Izere inoti ashi (n. water) kureva mvura. Chewa inoti madzi.
Mamwe Mashoko
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Izere inoti berek (v. to support) kureva kutsigira.
- Izere inoti ìgàtaar (num. six) kureva nhanhatu.
- Izere inoti igo (n. agemate) kureva wezera rimwe.
- Izere inoti ìkara (num. eight) kureva sere.
- Izere inoti itok (n. salt) kureva munyu.
- Izere inoti ìzùngu (num. thousand) kureva chiuru.
- Izere inoti kanyisi (n. face) kureva chiso.
- Izere inoti katse (n. wilderness; bush; forest) kureva sango.
- Izere inoti kukásá (v.n. choosing ) kureva kushara.
- Izere inoti kuri (n. relatives of any side; kin) kureva hama.
- Izere inoti kuri ( n. type; kind; sort) kureva mhando.
- Izere inoti kuse (n. attribute; character) kureva katsika.
- Izere inoti nàwù (n. shade; shadow) kureva mumvuri.
- Izere inoti rítsé̱ng (n. astuteness; cleverness; cunning; craftiness; guile) kureva huchenjeri.
- Izere inoti sere (sloping; steep) kureva materu.
- Izere inoti tè̱rè̱ (to be of the same (character; dimensions) kureva kufanana.
- Izere inoti tete (near, close, nearby) kureva pedyo.
- Izere inoti tsan (v. to do s.t. ahead of time) kureva kufano.
- Izere inoti nyere (to be perfect) kureva muchechetere.
- Izere inoti kushu (n. oath) kureva mhiko. Mamwe mazwi: akuyu (this side).