Svetuka kuchirochemo

Muchechetere

Kubva Wikipedia
  • Muchechetere (evenly). Muchechetere mvura yeguvi.
  • Muchechetere (Pecefully; well) Vaiva muchechetere zvavo: they were quite well. Tigere muchechetere: we are living peacefully.
  • Muchechetere kana matewo (Satisfactory State). Muchechetere here kwamabva: is all at peace where you have come from?

Kutamba naMazwi

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Swahili vanoti sawa (likeness, similarity, 2. plain. 3. alike, the same, similar, equal; right, exact; fair, just, impartial. 4. level, flat, straight).
  • Swahili vanoti sawa nchi (flat country). Mamwe mazwi: sawazisha kana sawanyisha (make even or equal or similar; compare).
  • Sangho vanoti tere (n. body) kureva muviri.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.